Accessibility links

Breaking News

Mapfumo Anoti Vamwe veZimdancehall Havana Kusiyana naZodzwa Wabantu


Thomas Mapfumo
Thomas Mapfumo

Muimbi ane mukurumbira zvikuru munyika Thomas Mapfumo ari kukurudzira vaimbi vechidiki zvikuru vanoimba Zimdancehall kuti vaimbe misambo inoenderana netsika dzavo dzechivanhu kwete kutevedzera zvekuJamaica.

Mapfumo anoti ari kushushikana zvikuru nevamwe vaimbi vemusambo weZimdancehall avo vanoti vanotamba vasina kusimira sezvinongoitwa naZodwa Wabantu.

Hurukuro naThoamas Mapfumo
please wait

No media source currently available

0:00 0:12:40 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Panyaya dzezvehupfumi, Mapfumo anoti chauraya nyika inyaya yehouri kwete zvirango sezvinogara zvichitaurwa nehumende.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG