Accessibility links

Breaking News

Madzimai Vokurudzirwa Kuti Vasatye Kutanga Mabhizimusi Kunyangwe Zvinhu Zvakawoma


Madzimai Vokurudzirwa Kuti Vasatye Kutanga Mabhizimusi Kunyangwe Zvinhu Zvakawoma
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:06:27 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Madzimai pasi rose vari kurudzirwa kuti vasatye kutanga mabhizimusi kunyangwe zvinhu zvakawoma. Amai Mellin Maisva Dube vanoti vakatanga mabhizimusi avo muSouth Africa mushure mekutangira pasi pasi izvo vanoti madzimai mazhinji vanokwanisa kuita. Nyaya ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye. @iammarvellas

XS
SM
MD
LG