Accessibility links

Breaking News

Joel Ngodzi Odomwa Kuva Mutambi Akatamba Zvinonwisa Mvura Kana Kuti "Soccer Star"


Prince Dube, Joel Ngodzo naRalph Kawondera (Mufananidzo naMichael Kariati)

Mutambi weCaps United Joel Ngodzo ndiye adomwa kuva mutambi akatamba zvinonwisa mugore rino kana kuti Castle Lager 2019 Soccer Star of the Year.

Ralph Kawondera we Triangle ndiye akamutevera uye ainge ari pachidanho chechitatu ndiPrince Dube weHighlanders.

Vakadoma vainge vakamira seizvi.

2019 Soccer Stars

Joel-Ngodzo-Caps United

Ralph Kawondera-Triangle

Prince Dube-Highlanders

Mutambi wechidiki akatamba zvinonwisa mvura- Andrew Mbeba-Highlanders

Mubati wepagedhi akashura mare- Aerial Sibanda- Highlanders

Phineas Bamusi-Caps United

Ian Nekati-ZPC Kariba

Never Tigere- FC Platinum

Evans Katema-Dynamos

Clive Augusto- (aimbotambira Chicken Inn ave kutambira Maritzburg United kuSouth Africa)

Wellington Taderera-Black rhinos

Murairidzi akakunda vamwe vose Joey Antipas-Chicken Inn

Muridzi wepembe

Akakunda vose - VaBrighton Chimene

Akavatevera wekutanga- Faith Mloyi

Wechitatu Salani Ncube

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG