Chizvarwa cheZimbabwe Amai Constance Ratisai Voshaya neCoronavirus kuBritain
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Mhuri yekwaratisai inoti iri kushushikana zvikuru mu London ku Britain zvichitevera kushaya kwa ambuya Constance Ratisai ku London kwakare mushure mekunge vabatwa nechirwere che coronvirus. Marvellous Mhlanga-Nyahuye otaura naVa Tonderai Ratisai vachipa nhorowondo yekurwa nekushaya kwaamai vavo.
Zvikamu
-
Zvita 19, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 18, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 17, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 16, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 15, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 14, 2025Nhau dzeShona