Accessibility links

Breaking News

ZIFA Yoda Kubhadharisa Mari yeKunze


Sangano reZimbabwe Football Association, ZIFA, rinoti rakanyorera hurumende richikumbira mvumo yekuti ritange mwaka wegore rino kubhadharisa vanhu nemari yekunze pamitambo yenhabvu.

ZIFA inoti yakatora danho iri sezvo zvinhu zviri kuramba zvichioma munyika, uye zvinhu zvakawanda zvava kutengeswa nemari yekunze.

Chief Executive veZIFA, Muzvare Henrietta Rushwaya, vanoti izvi zvingangobatsira mukusimudzira mutambo wenhabvu munyika kana zvichinge zvabudirira.

Marvellous Mhlanga Nyuhuye weStudio7 aita hurukuro naMuzvare Henrietta Rushwaya, kuti tinzwe nezvehurongwa hwavo hwekuda kubhadharisa vanhu mari yekunze.


Dzimwe Nhau Kubva kuStudio7...

XS
SM
MD
LG