Accessibility links

Breaking News

Mapurisa Orambidza PTUZ Kuita Musangano weCongress


Mapurisa anonzi arambidza sangano re Progressive Teachers Union Of Zimbabwe, PTUZ, kuti riite congress yaro neChina.

Mutungamiri wePTUZ, VaTakafira Zhou, vanoti mapurisa ari kuti sangano ravo rakanonoka kuudza mapurisa nezvemusangano uyu, nokudaro havasi kuvapa mvumo.

Congress ye PTUZ iri kufanirwa kutanga neChina kuBelvedere muHarare.

Studio 7 haina kukwanisa kunzwa divi remapurisa panyaya iyi.

Patience Rusere weStudio Seven aita hurukuro naVaZhou kuti tinzwe zviri kuitika pahurongwa hwesangano ravo.

Dzimwe Nhau Kubva kuStudio 7...

XS
SM
MD
LG