LiveTalk: The Connection
LiveTalk chirongwa chemaminetsi makumi matatu chinobuda paterevhizheni chamunokwanisa kufona muchipa pfungwa dzenyu. Zvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika nekunze zvakasungunuka kuchaya nhare zvichipa pfungwa dzazvo pane zvinenge zvichiitika munyika. Chirongwa ichi chakanangana nekudzidzisa nekupa chayedza kuvateerei panyaya dzakakosha munyika uye tinenge tichitaura nevehurumende, vanopikisa, vakazvimirira voga nenyanzvi mune zvakasiyana siyana. Musakanganwe kuva nesu muchinzwa nekuona chirongwa ichi Muvhuro kusvika Chishanu pamasaisai anoti 1800-1830UTC, kubva nenguva dz8 kusvika 8-30 manheru.
Zvikamu
-
Kukadzi 10, 2026LiveTalk: The Connection
-
Kukadzi 09, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 06, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 05, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 04, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 03, 2026LiveTalk: The Connection