LiveTalk
Muchirongwa chedu cheLivetalk nhasi tiri kutarisa nezvekupfurwa kwevari kukwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika vakamirira bato re Republican mu America VaDonald Trump, pamwe negungano re bato iri ratanga nhasi kuti rivadome zviri pamutemo semunhu achamirira bato musarudzo dzemuna Mbudzi.
Zvikamu
-
Kukadzi 10, 2026LiveTalk: The Connection
-
Kukadzi 09, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 06, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 05, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 04, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 03, 2026LiveTalk: The Connection