Breaking News

Mukuru weZimbabwe Human Rights NGO Forum, Doctor Kika, Voshoropodza Zvakasimba Danho reSeneti Rekupasisa PVO Bill


Mukuru weZimbabwe Human Rights NGO Forum, Doctor Kika, Voshoropodza Zvakasimba Danho reSeneti Rekupasisa PVO Bill

No media source currently available

Mukuru weZimbabwe Human Rights NGO Forum, Doctor Musa Kika, vari kushoropodza zvikuru danho redare reSeneti rekupasisa bhiri riri kushoropodzwa zvakanyanya nevakawanda rePVO Bill, iro vanoti rinosunga mashandiro emasangano akazvimirira. Bhiri iri ramirira kusainwa nemutungamiri wenyika.

Mukuru weZimbabwe Human Rights NGO Forum, Doctor Musa Kika, vari kushoropodza zvikuru danho redare reSeneti rekupasisa bhiri riri kushoropodzwa zvakanyanya nevakawanda rePVO Bill, iro vanoti rinosunga mashandiro emasangano akazvimirira. Bhiri iri ramirira kusainwa nemutungamiri wenyika kuti uchive mutemo.

XS
SM
MD
LG