Accessibility links

Breaking News

ZIMSEC Yozivisa Kuti Zvakabuda Mubvunzo dzeGrade 7 Zvave Kukwanisa Kuonekwa Nhasi


Zimsec Logo
Zimsec Logo

Kanzuru inoona nezvebvunzo yeZimbabwe Examination Council kana kuti ZIMSEC yazivisa kuti vana vave kuwanisa kuona padandemutande kana kuti portal zvakabuda mubvunzo dzeGrade 7 dza2021.

Mutauriri weZIMSEC Amai Nicholete Dlamini Moyo vaudza Studio 7 kuti ichokwadi kuti vaburitsa zvakabuda mubvunzo masikati ano.

Zvabuda zvinoratidza kuti huwandu hwevana vakapasa hwakati dererei zvichienzaniswa negore rapera.

Gore rino vana vakapasa zvikamu makumi mana nezviga zvipfumbamwe kubva muzana kana kuti 40,9 %, asi gore rapera vakapasa vaive zvikamu makumi mana nezviga gumi nezvitatu kubva muzana kana kuti 41,13%.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG