Accessibility links

Breaking News

Chiwandire "Take Money" Ombomira Kurwira Bhande reWBC reGoridhe


Kudakwashe Chiwandire
Kudakwashe Chiwandire

Mutambi wetsiva wemuZimbabwe Kudakwashe Chiwandire achambomira kwechinguvana kurwira bhande regoridhe reWorld Boxing Council.

Izvi zvinotevera kumiswa kwemutambo pakati paYemileth Mercado naMarian Juarez avo varikurwira bhande regoridhe iri.

Mitemo inoti anokunda pakati paMecardo naJuarez ndiye acharwa naChiwandire. Murairidzi waChiwandire Clyde Musonda anoti matambiro aChiwandire akasiyana nevanhukadzi vese.

Anoti Chiwandire haafaniri kugumira pamitambo yeWBC chete asi pamitambo yese yetsiva pasi rese.

Chiwandire ndiye mutambi wechipiri kutevera Charles Manyuchi kubata bhande reWBC regoridhe

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG