Accessibility links

Breaking News

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe Chinotyaira maGonyeti muSouth Africa VaTaurai Mudamburi choTsikisa Mimhanzi Iri Kufadza Vazhinji


Chimwe chizvarwa cheZimbabwe Chinotyaira maGonyeti muSouth Africa VaTaurai Mudamburi choTsikisa Mimhanzi Iri Kufadza Vazhinji
please wait

No media source currently available

0:00 0:04:44 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chinogara muSouth Africa VaTaurai Mudamburi vanoti zvinhu hazvisi nyore munyika iyi umo vanoshanda semutyairi wemagonyeti. Vanoti senzira yekutsvaga raramo vakatanga kuita zvekuimba pasi pezita rekuti "Adhala veGonyeti", izvo zviri kuvabatsira kuti vasadzamise pfungwa.

XS
SM
MD
LG