Accessibility links

Breaking News

Vanhu Makumi Matatu neVasere Vourayiwa kuThailand neMumwe Aive Mupurisa


Mitumbi yevana vapfurwa nekubayiwa nebanga kuThailand

Mapurisa emuThaiiland anoti pane mumwe munhu ange aine pfuti auraya vanhu vanosvika makumi matatu nevasere kusanganisira vanavadiki makumi maviri nevatatu.

Vabereki vachichma vana vavo
Vabereki vachichma vana vavo

Vana ava vange vari pachikoro kana kuti childcare centre. Munhu uyu anonzi azoenda kumba akauraya mudzimai wake nemawana asati azviurayawo.

Murume uyu ange aine banga anonzi aimbova mupurisa akadzingwa basa gore rapera nekushandisa zvinodhaka

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG