Accessibility links

Breaking News

Bill Russell Mutambi weNBA Akaita Mukurumbira Ashaya


Bill Russell

Mutambi wemutambo weNational Basketball Association-NBA, Bill Russells ashaya ave nemakore makumi masere nemasere (88). Mhuri yake yazivisa padandemutande reTwitter.

Bill Russell namushakabvu Kobe Bryant,
Bill Russell namushakabvu Kobe Bryant,

Mudzimai wake, Jeannine anonzi ange ari padivi pake paashaya. Russell aitambira chikwata cheBoston Celtics.

Russells akakwanisa kusimudza mikombe yeNBA gumi nemumwe kanova kakawanda kudarika vamwe vatambi vose munhoroondo yeNBA.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG