Accessibility links

Breaking News

Gurukota reDunhu reHarare Vari Nhengo yePolitiburo VaOliver Chidau Vashaya


Gurukota rinoona nezvedunhu reHarare VaOliver Chidau vanonzi vashaya nechinofungidzirwa kuti chirwere chemoyo kumba kwavo muHarare.

Nhepfenyuro yeZBC inoti Senator Chidawu vakaberekwa muna 1954 uye ndivo vakave meya mudiki diki munhoroondo yeguta reHarare apo vakatungamira guta muna 1984 vaine makore makumi maviri nemapfumbamwe ekuberekwa.

Vaivewo sachigaro weAfrican Banking Corporation Zimbabwe, uye vari mumakambani akaita seManders Group vakavambawo kambani ye Kuchi Group of Companies.

Facebook Forum

‚Äč
XS
SM
MD
LG