Accessibility links

Breaking News

Vanhu Vopinda Zvine Chisimba paMuzinda weMutungamiri weNyika yeSri Lanka


lMutungamiri wenyika yeSri Lanka VaGotabaya Rajapaksa nevanotungamira hurumende VaRanil Wickremesinghe vanoti vakagadzirira kusiya basa mushure mekunge vanhu vemunyika iyi varatidzira zvakasimba muguta guru renyika iyi reColombo.

Vanhu ava vapinda zvine chisimba pamuzinda wemutungamiri wenyika iyi. Vanhu vemunyika iyi havasi kufara nemamiriro ezvehupfumi

Facebook Forum

‚Äč
XS
SM
MD
LG