Accessibility links

Breaking News

LIVETALK DIASPORA FORUM; 22 CHIKUMI, 2022


LIVETALK DIASPORA FORUM; 22 CHIKUMI, 2022
please wait

No media source currently available

0:00 1:00:23 0:00

LIVETALK DIASPORA FORUM: Nhasi tiri kutarisa zvaitwa neThe Helen Suzman Foundation zvekupikisa hurumende yeSouth Africa nekumisa kwayo Zimbabwe Exemption Permit. Tina Muzvinafundo Ricky Mukonza vepa Tswane University naVaTino Mambeu veZimbabwe Exiles Forum. Muna Jonga Kandemiiri naNtungamili Nkomo.

LIVETALK DIASPORA FORUM: Nhasi tiri kukurukura nezvedanho resangano reThe Helen Suzman Foundation rekupikisa kumatare edzimhosva danho rehurumende yeSouth Africa rekumisa kushanda kwemagwaro eZimbabwe Exemption Permit (ZEP). Tina Muzvinafundo Ricky Munyaradzi Mukonza vepa Tswane University of Technology kuPolokwane naVaTino Mambeu veZimbabwe Exiles Forum. Muna Jonga Kandemiiri naNtungamili Nkomo.

XS
SM
MD
LG