Accessibility links

Breaking News

LIVETALK DIASPORA FORUM: 11 CHIVABVU, 2022


LIVETALK DIASPORA FORUM: 11 CHIVABVU, 2022
please wait

No media source currently available

0:00 1:00:26 0:00

LiveTalk Diaspora Forum; tiri kutarisa nezvematanho ekudzikamisa hupfumi hwenyika, uye kuti anobata sei vari kunze kwenyika, uye nyaya yeDiaspora Vote. Tina Ishe Nhlanhla Ndiweni, VaRegis Charumbira veZanu PF, VaTawanda Dzvokora veCCC naAmai Siphiwe Sithole muna Jonga Kandemiiri naGibbs Dube.

Manheru anhasi paLiveTalk Diaspora Forum tiri kutarisa nezvematanho ekudzikamisa hupfumi akaziviswa nemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, uye kuti anobata zvakadii zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika zvinoda kudyara mari kumusha, uye nyaya yeDiaspora Vote. Vadare vedu tina Ishe Nhlanhla Ndiweni, VaRegis Charumbira veZanu PF, VaTawanda Dzvokora veCCC naAmai Siphiwe Sithole muna Jonga Kandemiiri naGibbs Dube.

XS
SM
MD
LG