Gavhuna webhanga guru renyika Doctor John Mangudya vari kuyambira kuti mitengo yezvinhu munyika ichakwira zvichikonzerwa nekurwiswa kweUkraine neRussia.
VaManguduya vaudza Studio 7 kuti Zimbabwe senzimwe nyika ichasabngana nedambudziko rekukwira kwezvinhiu zvichakonzera kuti inflation pasi rose iti kwirei gore rin
o. Zimbabwe inotenga kunyika mbiri idzi gorosi, gas, mafuta ekubikisa nezvimwe. Asi VaMangudya vanoti vari kutarisira kuti mitengo yezvimwe zvicherwa ichawedzera zvichabatsira Zimbabwe.
Vati Zimbabwe iri pari nani zvichinenzainswa nedzimwe nyika kuti yave kutengesa kunze zvakawanda zvainogadzira ichitenga zvishoma kubva kunze kwenyika.
Facebook Forum