Accessibility links

Breaking News

China Inoti Hapana Akapona paNdege Yakadona neVanhu Zana neMakumi Matatu neVaviri (132)


Ndege yeBoeing 737 yakadonha kuChina

China inoti haisikuona paine munhu akapona pakadonha ndege yemhando yeBoeing 737 nezuro iyo yainge yakatakura vanhu zana nemakumi matatu nevaviri.

Ndege iyi yaibva kuguta reKunmuing ichienda kuGuangzhou. Chikonzero chekuti yakadonha sei hachisati chazivikanwa asi vanopa rubatsiro vari panzvimbo yayakadonhera.

Facebook Forum

‚Äč
XS
SM
MD
LG