Accessibility links

Breaking News

Vaimbove Meya veHarare,VaManyenyeni, Vokurudzira Vagari Kutsigira Bhajeti Rakaparurwa neGuta iri


Vaimbove meya veHarare VaBenard Manyenyeni.

Muchikamu chedu chatinotarisa zvatinosangana nazvo muhupenyu, nhasi tine hurukuro nevaimbove meya veguta reHarare, VaBernard Manyenyeni vachipawo pfungwa dzavo pamusoro pebhajeti ra2022 richangobva kuziviswa nekanzuru yeHarare, reZWL$41.8 billion.

VaManyenyeni vanoti chinonyanya kuvafadza mubhajeti iri ndechekuti rakakoshesa nyaya dzemvura, asi vanokurudzira vagari kuti vabhadharewo zvikwereti zvavo kuitira kutsigira kanzuru nemari muzvirongwa zvayo zvebudiriro.

Panyaya yemigwagwa, vaimbove meya ava vanoti harisi basa remari yekanzuru rekugadzirisa migwagwa, asi kuti rinofanirwa kunge richiitwa nemari inobva kuZINARA.

Hurukuro naVaBernard Manyenyeni
please wait

No media source currently available

0:00 0:04:29 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG