Muchikamu chedu chatinotarisa zvatinosangana nazvo muhupenyu, nhasi tine hurukuro nevaimbove meya veguta reHarare, VaBernard Manyenyeni vachipawo pfungwa dzavo pamusoro pebhajeti ra2022 richangobva kuziviswa nekanzuru yeHarare, reZWL$41.8 billion. VaManyenyeni vanokurudzira vagari kuti vabhadharewo zvikwereti zvavo kuitira kutsigira kanzuru nemari muzvirongwa zvayo zvebudiriro. Panyaya yemigwagwa, vaimbove meya ava vanoti harisi basa remari yekanzuru rekugadzirisa migwagwa, asi kuti rinofanirwa kunge richiitwa nemari inobva kuZINARA.
Zvikamu
-
Zvita 13, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 12, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 11, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 10, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 09, 2025Nhau dzeShona
-
Zvita 08, 2025Nhau dzeShona