Livetalk: The Connection with Mike Hove
Muchirongwa chanhasi tirikutarisa zvirongwa zviri kutungamirwa nevechidiki zvakanangana nekusimudzira vagari vekumaruwa munyika. Tiri kuzeyawo zvekare nevechidiki nezve zuva reInternational Day of Rural Women, rinocherechedzwa pasi rose musiwa 15 Gumiguru nechinangwa chekukoshesa kusimudzirwa kwevanasikana nevanhukadzi vekumaruwa pasi rose. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202 – 619-2077.
Zvikamu
-
Kukadzi 24, 2026LiveTalk: The Connection
-
Kukadzi 23, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 20, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 19, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 18, 2026LiveTalk
-
Kukadzi 17, 2026LiveTalk: The Connection