Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00

Nhasi Muchirongwa tiri kukurukura nezvenyaya yekuvandudzwa kwemitemo yakasiyana siyana inobata chirongwa cheCOVID-19 Lockdown, inosanganisira kudzoswa kwemitambo munyika. Tiri kutarisawo nyaya yekuvhurwa kwezvikoro 19 ne matambudziko ari kutarisana nevanhu nenyaya yekushaya zvekufambisa munguva yekurwisa kupararira kwedenda reCOVID-19. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202 – 619-2077.

XS
SM
MD
LG