Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 0:59:58 0:00

Muchirongwa chanhasi, tiri kuendera mberi tichizeya nevechidiki vanoita mabasa akasiyana siyana munyika nezvenyaya yekupararira zvakanyanya kwoita chirwere cheCOVID19. Tirikutarisawo kuti zvirongwa zvehurumende zvakanangana nekudzivirira kupararira kwechirwere ichi zvirikukanganisa kana kubatsira sei mabasa ari kuitwa nevechidiki. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202 – 619-2077.

XS
SM
MD
LG