Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00

Muchirongwa chanhasi tiri kuendera mberi tichi kurukura nezvekupararira kwechirwere cheCOVID-19. Tichange tichikurukura zvekare navanamuzvinabhizinesi vechidiki nezve mamiriro akaita hupfumi hwenyika panguva iyo Zimbabwe yakatarisira kucherechedza zuva rekuwana kuzvitonga kuzere kana kuti Independence Day musi wa 18 Kubvumbi. Tichitarisa mamiriro akaita hupfumi pamwe nezviri kusangana nevechidiki munyika, tipeiwo maonero enyu nezvekukosha kweZuva rekuwana kuzvitonga reIndependence day. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202-619-2077.

XS
SM
MD
LG