Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 0:59:59 0:00

Muchirongwa cheLiveTalk-The Connection, nhasi tirikuendera mberi tichiongorora chirongwa chekubaya vanhu nhomba inodzivirira chirwere cheCOVID-19 munyika. Nezuro Zimbabwe yakatambira nhomba zviuru makumi makumi matatu nemashanu kana kuri 35 000 yemhando yeCOVAXIN, kubva kuIndia.

XS
SM
MD
LG