Huwandu Hwemadzimai neVanasikanai Vari Kushungurudzwa Mudzimba Hwowanda Panguva Yekuvharwa Kwenyika
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Huwandu hwemadzimai nevanasikana vari kushungurudzwa mudzimba hunonzi hwurikuwanda panguva iyo nyika yakavharwa senzira yekurwisa chirwere cheCoronavirus. Muzvare Rachel Goba vesangano rePlan International Zimbabwe varikukurudzira vasikana vechidiki vanenge vabinyiwa kuti vamhangare kumapurisa.
Zvikamu
-
Kurume 14, 2025Hurukuro naVaPaidamoyo Saurombe
-
Kurume 14, 2025Nyaya Ina Tobias Mudzingwa
-
Kurume 14, 2025Hurukuro naVaNesbert Moyo
-
Kurume 14, 2025Hurukuro naPerfect Hlongwane
-
Kurume 14, 2025Maonero ehurumende yeAmerica naJonga Kandemiiri
-
Kurume 14, 2025Nyaya Ina Costah Nkomo