Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00

Nhasi muchirongwa tichange tiine hurukuro nevechidiki,tichikurukura nezvekuremekedzwa kwekodzero dzevanhukadzi munyika. Semaonero enyu, kodzero dzevanhukadzi dziri kuremekedzwa here munyika? Zvii zvingaitwe kuti vanhukadzi vawaniswe mikana yakafanira? Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, shandisai WhatsApp panhamba dzinoti +1-202-465-0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202-619-2077

XS
SM
MD
LG