Accessibility links

Breaking News

Muimbi Damascus Anetsa neKambo Kwende Obika Mumwe Mutakunanzva naFreeman


Damascus The Afro Guy

Muimbi wechidiki Damascus The Afro Guy uyo ane kambo kari kupisa kanonzi Kwende anoti haasi kuzodzokera kumashure uye ari kubika mumwe mutakunanzva naFreeman.

Damascus The Afro Guy akaberekwa achinzi David Maphosa uye anoti anoimba musambo weAfro-Fusion achisanganisa misambo yakasiyana siyana yemuAfrica.

Muimbi uyu anoti zvaanoimba kunyanya zvinobva mumagariro ake.

Hurukuro naDamascus The Afro Guy
please wait

No media source currently available

0:00 0:06:49 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda


Facebook Forum

XS
SM
MD
LG