Dare re Senate Remu America Rowana Mutungamiri Wenyika Iyi Va Donald Trump Vasina Mhosva
- Marvellous Mhlanga-Nyahuye
Dare re Senate remu America rakawana nezuro mutungamiri wenyika Va Donald Trump vasina mhosva pamhosva mbiri dzavanga vachipomerwa. VaTrump vakaponeswa munyaya idzi nenhengo dzebato ravo re Republican Party idzo dzakavhota dzichiramba kuti vawanikwe vaine mhosva. Nyaya ina Marvellous Mhlanga Nyahuye
Zvikamu
-
Mbudzi 29, 2023
Hurukuro naMuzvinafundo Urayai Zembe
-
Mbudzi 29, 2023
Hurukuro naVaFarai Maguwu
-
Mbudzi 29, 2023
Hurukuro naVaFarai Maguwu
-
Mbudzi 29, 2023
Hurukuro naVaTaurayi Kandishaya
-
Mbudzi 29, 2023
Hurukuro naVaLibion Moyo
-
Mbudzi 29, 2023
Hurukuro naVaJaphet Moyo