Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muchirongwa cheThe Connection na8pm tiri kutarisa matambudziko akatarisana nevadzidzi, vabereki nevarairidzi panguva iyo zvikoro zvavhurwa zvinhu zvakaita manyama amire nerongo munyika. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 – 202 – 619 - 2077

XS
SM
MD
LG