Livetalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi muchirongwa cheThe Connection tiri kutarisa kutyorwa kuri kuitwa kodzero dzevanhu, kuburikidza nekupambwa kuri kuitwa vanhu munyika.Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318.Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077.