Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Nhasi Muchirongwa tiri kutaura nemutori wenhau wechidiki, uye ari mutauriri weYoung Journalists Association, Leopold Munhende, uyo akambosungwa svondo rapera nemusi weChishanu ari pabasa akazoregedzwa mushure mekunge magweta ake apindira. Tiri kukurukura pamusoro pekodzero dzevatori venhau munyika. Kodzero dzevatori venhau dziri kuchengetedzwa here muZimbabwe? Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077.

XS
SM
MD
LG