Livetalk: The Connection with Mike Hove
Nhasi Muchirongwa tiri kutarisa kumbunyikidzwa kuri kuitwa kodzero dzevanhu munyika, zvikuru takatarisa vechidiki. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077.