Accessibility links

Breaking News

Chimwe Chizvarwa Che Zimbabwe Chiri muAmerica Chobatsira Vanotambura Kumusha


Chimwe Chizvarwa Che Zimbabwe Chiri muAmerica Chobatsira Vanotambura Kumusha
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:41 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Chimwe chizvarwa che Zimbabwe Amai Eva Nyambiya avo vanogara muMaryland muAmerica vanoti vari kufadzwa nemabasa avari kuita ekubatsira veruzhinji vanotambura kumusha. Marvellous Mhlanga-Nyahuye weVOA Studio 7 anotaura naamai Nyambiya nezve mabasa avari kubata mukubatsira veruzhinji kumusha.

XS
SM
MD
LG