Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Nhasi muchirongwa chevechidiki che The Connection, tiri kutarisa sarudzo dzeCongress yebato rinopikisa reMDC dzakaitwa mukupera kwesvondo takanangana nevechidiki, uye zvadzinoreva mune ramangwana ravo. Tinenge tiine vechidiki vebato iri vakabudirira kuCongress iyi muchirongwa. Tipeiwo maonero enyu pamusoro penyaya yatichange tichikurukura muchirongwa. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077

XS
SM
MD
LG