Accessibility links

Breaking News

Muimbi Cindy Munyavi Otarisirwa Kuimba kuZimExpo muAmerica neMugovera


Muimbi Cindy Munyavi Otarisirwa Kuimba kuZimExpo muAmerica neMugovera
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:08:20 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muimbi Cindy Munyavi arikutarisirwa kuimba pagungano reZimExpo panosangana zvizvarwa zveZimbabwe zviri muAmerica richaitirwa kuChicago nemusi weMugovera. Cindy anotaura naMarvellous Mhlanga-Nyahuye weVOA Studio7 nezve hurongwa hwake.

XS
SM
MD
LG