Accessibility links

Breaking News

Muimbi Selmor Mtukudzi Otaura Pamusoro Pekukosha Kwakaita Vana Amai


Muimbi Selmor Mtukudzi Otaura Pamusoro Pekukosha Kwakaita Vana Amai
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:05:46 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muimbi Selmor Mtukudzi anoti shuwiro yake ndeyekuti aitire amai vake zvese zvaanokwanisa sezvo vachigara vaka mira naye pane zvese zvaanoda kuita muhupenyu hwake. Selmor anoti basa rekuimba harisi nyore asi amai vake vano gara vachimutsigira nekumukurudzira kuti arambe achiita basa iri.

XS
SM
MD
LG