Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Nhasi muchirongwa tirikukurukura nyaya yekuti nyika yeZimbabwe yave nemakore 39, ichizvitonga. Asi hurukuro yedu haisi kuperera ipapo. Takatarisira zvekare kubata nyaya yemamiriro akaita remangwana revechidiki munyika. Mubvunzo mukuru ndewekuti nemamiriro akaita zvinhu munyika pane chiyedza here pane remangwana revechidiki? Ko pane zvingaitwe here kuti vechidiki vaite hupenyu une pundutso? Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077.

XS
SM
MD
LG