Accessibility links

Breaking News

Nhau dzeShona

Mutungamiri weSudan Va Omar al-Bashir Vobviswa Pachigaro Nechisimba Nemauto Avo


Mutungamiri weSudan Va Omar al-Bashir Vobviswa Pachigaro Nechisimba Nemauto Avo
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:03:28 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mutungamiri weSudan Va Omar al-Bashir, vabviswa pachigaro nechisimba nemauto avo. Muwongorori wezvematongerwo enyika muzvare Memory Kadau vanoti zvaitika muSudan zvinoratidza kukosha kwakaita kubatana kwevanhu mukuramba hudzvanyiriri kuburikidza nekuratidzira zvine mutsindo.

XS
SM
MD
LG