Accessibility links

Breaking News

Chirongwa cheVechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove


Chirongwa cheVechidiki Chatinopakurirwa naMike Hove
please wait

No media source currently available

0:00 0:05:31 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Nhasi muchirongwa chevechidiki cheYouth Forum, Mike Hove weStudio7 anoita hurukuro naMukoma John Muchenje, avo vakasarudzwa kuva mumiriri weSouthern Africa, mukambani yekuGermany inonzi Deutsch Connect, iyo yakanangana nekubatsira vechidiki munyaya dzezvekurima.

‚Äč
XS
SM
MD
LG