Accessibility links

Breaking News

Mumwe Muimbi Gift Mahlupeka Oimba Rwuyo Rwekutsvaga Rutsigiro Rwekubatsiro Vakasanga neDutu Mupengo reCyclone Idai


Mumwe Muimbi Gift Mahlupeka Oimba Rwuyo Rwekutsvaga Rutsigiro Rwekubatsiro Vakasanga neDutu Mupengo reCyclone Idai
please wait

No media source currently available

0:00 0:06:56 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mumwe muimbi Gift Mahlupeka uyo anobva kuChimanimani anoti akanyora nekuimba rwuyo urwu mushure mekuona matambudziko arikusangana nevagari vemu mudunhu iri vakabatwa nedutu mupengo recyclone Idai.Mahlupeko akaudza Marvellous Mhlanga-Nyahuye weStudio7 kuti akarasikirwa nehama dzake mudambudziko iri.

‚Äč
XS
SM
MD
LG