Accessibility links

Breaking News

Live Talk TV

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muchirongwa cheYouth Forum na 8pm nhasi, tiri kutarisa nyaya yehurongwa hwehurumende hwekuyedza kukurudzira zvidzidzo zveScience, Technology Engineering and Mathematics kana kuti STEM muzvikoro zvepamusoro soro. Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1202 465 0318. Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077

XS
SM
MD
LG