Vamwe vagari veKuKadoma vari kuchema nerekuti vari kuoneswa nhamo vachinzi ndivo vakakonzera kuratidzira kwakaitika munyika masvondo maviri apfuura. Mutauriri wemubatanidzwa wevaikwikwidza vakazvimiririra musarudzo dzeku kadoma, VaThomas Maziwa, vanoti zvinhu hazvina kumira zvakanaka munharaunda mavo.
Zvikamu
-
Kurume 27, 2023
Hurukuro naVaFreddy Mutenheri
-
Kurume 27, 2023
Nyaya Ina Rutendo Mawere
-
Kurume 27, 2023
Hurukuro naVaFreddy Mtenheri
-
Kurume 27, 2023
Nyaya Ina Frank Chikowore
-
Kurume 27, 2023
HEALTH FEATURERUTENDO 03-27-2023.mp3
-
Kurume 27, 2023
Hurukuro naVaLevitt Mugejo