Accessibility links

Breaking News

Livetalk: The Connection with Mike Hove


Livetalk: The Connection with Mike Hove
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 1:00:00 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Muchirongwa cheThe Connection na 8pm tiri kurangarira mabasa akaitwa naOliver Mtukudzi, uyo akaitwa gamba renyika, uye zvaakaitira vechidiki muhupenyu hwavo.Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318 .Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1 202 619 2077.

XS
SM
MD
LG