Livetalk: The Connection with Mike Hove
Muchirongwa cheThe Connection na 8pm tiri kutarisa zvinangwa zvevechidiki mukuratidzira kwakaitika munyika.Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti +1 202 465 0318.Munokwanisawo kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti + 1 – 202 – 619 - 2077