WASHINGTON —
Sangano re Zimbabwe School Examinations Council kana kuti ZIMSEC yazivisa kuti vakanyora bvunzo dze Grade 7 vanokwanisa kunotora zvakabuda mubvunzo idzi nemusi weChipiri.
Huwandu hwevanhu vakapasa hunonzi hwasvika pazvikamu makumi mashanu nemaviri kubva muzana nezviga zvisere kana kuti 52.08% kubva pazvikamu makumi mana nemana nezviga zvinomwe nezvitatu kana kuti 44. 73% gore rapera.
Facebook Forum