Accessibility links

Breaking News

Hurukuro naVaTakunda Madzana


Hurukuro naVaTakunda Madzana
please wait

No media source currently available

0:00 0:02:37 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Studio 7 neMedia Centre vakaita musangano nevagari vemuBulawayo kuRainbow Hotel nemusi weChishanu uko kwakauya vagari vemudhorobha iri vakawanda. Mumwe wevakapinda muhurukuro iyi ndiVaTakunda Madzana avo vakatenda Studio 7 nekupawo vagari vemudunhu ravo mukana wekutaura zviri kutsi kwemoyo yavo.

‚Äč
XS
SM
MD
LG