Nyaya Ina Thomas Chiripasi Pamusoro peZvakaitika kuKomishini yaVaMothlante muHarare
Mutungamiri weMDC, VaNelson Chamisa pamwe nemutedzeri wasachigaro mubato ravo VaTendai Biti nhasi vapa humbowo kukomisheni iri kuongorora nyaya yemhirizhonga yakaitika muHarare musi wa1 Nyamavhuvhu vachiramba kuti vaive nechekuita zvezvimhirizhonga. Thomas Chiripasi anotipa nyaya iyi…..
Zvikamu
-
Kubvumbi 09, 2023Hurukuro naVaNelson Chamisa
-
Kubvumbi 09, 2023Hurukuro naVaKenneth Mtata
-
Chikumi 06, 2022Hurukuro na Dr Ricky Mukonza
-
Chikunguru 12, 2021Nyaya Ina Thomas Chiripasi
-
Chikunguru 02, 2021Hurukuro naDr Simbiso Ranga